Seize It-文本歌词

Seize It-文本歌词

RALPH THE SAGE
发行日期:

Hanzi blaz chimbo chilla Kunze Kuri kupisa Vanhu vari kutiza Zvimwe zvese mira Hanzi Mavibes vari ku feeler Hembe vari kubvisa Nhasi tiri kusvira Kunoku zvirikufaya Muchiri murima Rima rima rima rima Rima rima rima rima Hatidi kudzidza kuchikoro haitiende Hatitere sutu matie hatipfeke Mapiritsi tamedza apa tisina chirwere Kwese kwese tiripo kana kune masese Matarget tirikushuda zvese nemadhafu dhunda Magaro akafuta I love me a round bunda Ukangondipindura chete ndinokudhumha Kana mukarumwa munenge madenha shumba Kana mukashaya matadza kufunga Husiku hwese tichirova ngoma Tichivabora Tichibora ngoma Tichivabora Tichibora ngoma Icho icho cho cho cho Icho icho cho cho cho Tichivabora Icho icho cho cho cho Tichivabora Icho icho cho cho cho Icho icho cho cho cho Icho icho cho cho cho Tichivabora Icho icho cho cho cho Tichivabora Icho icho cho cho cho He hanzi vapfanha vema zuva ano tanetsa He hanzi hatibatike se zesa Tiri Kuuya ne mhenhi tichivabvarura se bepa Isu ndisu tinozi ma gyaldem selecta Kana tiripo hakuna motive iri better Soft life chete man hatidi zvino tinetsa Soft life chete man hatidi zvino tinetsa Soft life chete man hatidi zvino tinetsa